Luke 6:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ndinoti kwamuri imi munonzwa: Iɗai ʋaʋeŋgi ʋenyu; muitire ɀakanaka ʋanokuʋeŋgai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi ndinokuudzai imi munondinzwa kuti: Idai vavengi venyu, itai zvakanaka kuna avo vanokuvengai,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Asi kunemi makateerera ndinoti, Idai mhandu dzenyu, itirai zvakanaka vanokuvengai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi ndinoti kwamuri imi munonzwa, idai vavengi venyu; muitire zvakanaka vanokuvengai.
Shona 2009?
Asi ndinoti kwamuri munonzwa: Idai vavengi venyu, muite zvakanaka kune avo vanokuvengai,
Shona SUB 2002 Bible
“Asi ndinoti kwamuri imi munonzwa, idai vavengi venyu; muitire zvakanaka vanokuvengai.