Luke 6:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumŋe nomumŋe unokumbira kwauri, umupe; nounokutorera ɀako, usaɀikumbira ɀe kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Upe vose vanokukumbira, uye kana ani zvake akatora chinhu chako, usagombedzera kuti chidzoke.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ani naani anokukumbira chinhu mupe; uye anokutorera zvinhu zvako rega kunozvireva kwete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumwe nomumwe anokumbira kwauri, umupe; noanokutorera zvako, usazvikumbirazve kwaari.
Shona 2009?
Upe umwe noumwe unokumbira kwauri; nounokutorera zvako, usazvikumbirazve.
Shona SUB 2002 Bible
Mumwe nomumwe anokumbira kwauri, umupe; noanokutorera zvako, usazvikumbirazve kwaari.