Luke 6:40 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mudzidzi haapfuʋuri mudzidzisi wake. Asi mumŋe nomumŋe, kana akwaniswa, ucaʋa somudzidzisi wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mudzidzi haapfuuri mudzidzisi wake, asi munhu wose anenge adzidziswa zvakakwana ndiye achaita somudzidzisi wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudzidzi haasi mukuru panomudzidzisi wake. Asi kana munhu wose achinge anyatsodzidziswa anoita somudzidzisi wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mudzidzi haapfuuri mudzidzisi wake. Asi mumwe nomumwe, kana akwaniswa, achava somudzidzisi wake.
Shona 2009?
Mudzidzi haapfuvuri mudzidzisi wake; asi mumwe nomumwe, kana azadziswa, uchava somudzidzisi wake.
Shona SUB 2002 Bible
Mudzidzi haapfuuri mudzidzisi wake. Asi mumwe nomumwe, kana akwaniswa, achava somudzidzisi wake.