Luke 6:44 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti muti mumŋe nomumŋe unozikanwa neɀiɓereko ɀawo. Nokuti ʋanhu haʋatanhi maʋonde paminzwa, kana mazambiriŋga haatanhwi parukato.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muti mumwe nomumwe unozivikanwa nomuchero wawo. Vanhu havangatanhi maonde kubva mumakwenzi eminzwa, kana kutanha mazambiringa kubva parukato.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muti mumwe nomumwe unozivikanwa nomuchero wawo. Vanhu havatanhi maonde paminzwa kana magirepisi parukato.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti muti mumwe nomumwe unozikanwa nemichero yawo. Nokuti vanhu havatanhi maonde paminzwa, kana madzambiringa haatanwi parukato.
Shona 2009?
nokuti muti umwe nomumwe unozikamwa nechibereko chawo. Nokuti pamhinzwa, vanhu havatanhi mavonde, kana parukato, havangatanhi mazambiringa.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti muti mumwe nomumwe unozikanwa nemichero yawo. Nokuti vanhu havatanhi maonde paminzwa, kana mazambiringa haatanwi parukato.