Luke 7:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati apedzisa mashoko ake ose, ʋanhu ʋacianzwa, akapinda Kapernaume.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati apedza kutaura zvose izvi vanhu vachizvinzwa, akapinda muKapenaume.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti Jesu apedza kutaura mashoko ake ose kuvanhu vakanga vakateerera, akapinda muKapenaumu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati apedzisa mashoko ake ose, vanhu vachianzwa, akapinda Kapenaume.
Shona 2009?
Zvino wakati apedza mashoko ake ose munzeve dzavanhu, akapinda Kapenaume;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati apedzisa mashoko ake ose, vanhu vachianzwa, akapinda Kapenaume.