Luke 7:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaŋga ʋatumŋa ʋacidzokera kumba, ʋakandowana muranda apora.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo varume vaya vakanga vatumwa vakadzokera kumba vakawana muranda uya apora.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakanga vatumwa vaya pavakadzokera kumba kuya vakandowana muranda uya ave wadi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakanga vatumwa vachidzokera kumba, vakandowana muranda apora.
Shona 2009?
Zvino avo vakanga vatumwa vodzokera kumba vakawana muranda airwara apora.
Shona SUB 2002 Bible
Vakanga vatumwa vachidzokera kumba, vakandowana muranda apora.