Luke 7:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Ishe wakati acimuʋona, akamunzwira tsitsi, akati kwaari: Usacema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ishe akati achimuona, mwoyo wake wakamunzwira tsitsi, akati kwavari, “Musachema.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi paakaona amai ava, akasiririswa navo ndokuti kwavari, “Chiregai zvenyu kuchema,”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Ishe akati achimuona, akamunzwira tsitsi, akati kwaari, “Usachema.”
Shona 2009?
Zvino Ishe wakati amuvona, akamunzwira tsitsi, akati kwaari: Usachema.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Ishe akati achimuona, akamunzwira tsitsi, akati kwaari, “Usachema.”