Luke 7:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akasweɗera, akaɓata bganyanza; ʋakaŋga ʋacitakura ʋakamira. Akati: Jaya, ndinoti kwauri: Muka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akaswederako akabata hwanyanza, uye vaya vakanga vakamutakura vakamira. Iye akati, “Jaya, ndinoti kwauri, muka!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndokuswedera obata hwanyanza; vainge vakatakura chitunha ndokumira. Jesu ndokuti, “Jaya, ndinoti kwauri, muka!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akaswedera, akabata hwanyanza; vakanga vachitakura vakamira. Akati, “Jaya, ndinoti kwauri, muka.”
Shona 2009?
Ipapo akaswedera akabata bwanyanza; zvino navo vakanga vakatakura vakamira, Akati: Jaya, ndinoti kwauri: Muka!
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akaswedera, akabata hwanyanza; vakanga vachitakura vakamira. Akati, “Jaya, ndinoti kwauri, muka.”