Luke 7:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaɓatwa ʋose nokutya; ʋakarumbidza Mŋari, ʋaciti: Muprofita mukuru wakamuka pakati peɗu; ʋuye ɀe: Mŋari wakashanyira ʋanhu ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vose vakazadzwa nokutya uye vakarumbidza Mwari. Vakati, “Muprofita mukuru amuka pakati pedu. Mwari auya kuzobatsira vanhu vake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vose vakabatwa nokutya, vakarumbidza Mwari vachiti, “Muporofita mukuru akamutswa mukati medu, Mwari azoshanyira vanhu vake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vose vakabatwa nokutya; vakarumbidza Mwari, vachiti, “Muporofita mukuru akamuka pakati pedu; uyezve Mwari akashanyira vanhu vake.”
Shona 2009?
Kutya kukabata vose; vakarumbidza Mwari, vachiti: Muporofita mukuru wakamuka pakati pedu uyezve: Mwari washanyira vanhu vake.
Shona SUB 2002 Bible
Vose vakabatwa nokutya; vakarumbidza Mwari, vachiti, “Muporofita mukuru akamuka pakati pedu; uyezve Mwari akashanyira vanhu vake.”