Luke 7:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋadzidzi ʋaJohane ʋakamuʋudza iɀoɀo ɀose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vadzidzi vaJohani vakamuudza pamusoro pezvinhu izvi zvose. Akadana vaviri vavo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Johani akaudzwa zvinhu zvose izvi navadzidzi vake, ndokudana vadzidzi vake vaviri,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vadzidzi vaJohani vakamuudza izvozvo zvose.
Shona 2009?
Vadzidzi vaJohwani vakamupira zvinhu izvozvi zvose.
Shona SUB 2002 Bible
Vadzidzi vaJohani vakamuudza izvozvo zvose.