Luke 7:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Johane akaɗana ʋadzidzi ʋake ʋaʋiri, akaʋatuma kunaShe neshoko rokuti: Ko ndimi iye wakaŋga acinzi unoʋuya here, kana ticakatarira mumŋe?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akavatuma kuna She kuti vandobvunza kuti, “Ndimi here iye aifanira kuuya kana kuti tomirira mumwewo?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
akavatuma kuna Tenzi kundoti, “Ndimi mainzi muchauya here kana kuti tomirira mumwe?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Johani akadana vadzidzi vake vaviri, akavatuma kuna Ishe neshoko rokuti, “Ko ndimi iye akanga achinzi anouya here, kana tichakatarira mumwe?”
Shona 2009?
Johwani akadana vamwe vaviri vavadzidzi vake, aka\add va\add*tuma kunaJesu achiti: Ko ndimwi unofanira kuvuya here, kana tichakataririra umwe?
Shona SUB 2002 Bible
Johani akadana vadzidzi vake vaviri, akavatuma kuna Ishe neshoko rokuti, “Ko ndimi iye akanga achinzi anouya here, kana tichakatarira mumwe?”