Luke 7:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muranda womumŋe mukuru wezana waiɗikanwa naye, wakaŋga acirwara, acitandadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imomo maiva nomuranda womukuru wezana, uyo aidiwa chose natenzi wake, akanga achirwara uye ava kuda kufa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino mumwe mutungamiri wezana aiva nomuranda waaida chaizvo. Muranda uyu akanga achirwara; ava kutoda kufa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muranda womumwe mukuru wezana aidikanwa naye, akanga achirwara, achitandadza.
Shona 2009?
zvino muranda womumwe mukuru wezana, waiva akakosha kwaari, wakanga achirwara, achitandadza.
Shona SUB 2002 Bible
Muranda womumwe mukuru wezana aidikanwa naye, akanga achirwara, achitandadza.