Luke 7:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi makaŋga maɓuɗa kundoʋoneiko? Muprofita here? Hoŋo, ndinoti kwamuri: Unopfuʋura ɀikuru muprofita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi makabuda kundooneiko? Muprofita here? Hongu, ndinokuudzai, uye anokunda muprofita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko zvino makaenda kundoonei? Muporofita here? Hongu, uyezve ndinoti kwamuri, munhu anotopfuura muporofita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi makanga mabuda kundooneiko? Muporofita here? Hongu, ndinoti kwamuri, ‘Anopfuura zvikuru muporofita.’
Shona 2009?
Asi makanga mabuda kundovoneiko? Muporofita here? Hongu, ndinoti kwamuri: Unopfuvura zvikuru muporofita.
Shona SUB 2002 Bible
Asi makanga mabuda kundooneiko? Muporofita here? Hongu, ndinoti kwamuri, ‘Anopfuura zvikuru muporofita.’