Luke 7:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋanhu ʋose naʋateresi ʋakati ʋaci ɀi nzwa, ʋakati Mŋari wakarurama, ɀ aʋakaŋga ʋabapatidzwa norubapatidzo rwaJohane.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vose, kunyange navateresi, vakati vanzwa mashoko aJesu, vakabvuma kuti nzira yaMwari yakarurama, nokuti vakanga vabhabhatidzwa naJohani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakunzwa izvi, vanhu vose navateresiwo vakapembedza ururami hwaMwari nokuombekwa kwavakanga vaitwa noruombeko rwaJohani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vanhu vose navateresi vakati vachizvinzwa vakati Mwari akarurama, zvavakanga vabhabhatidzwa norubhabhatidzo rwaJohani.
Shona 2009?
Zvino vanhu vose vakati vachinzwa, navateresi vakati Mwari wakarurama, zvavakanga vabhabhatidzwa norubhabhatidzo rwaJohwani.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vanhu vose navateresi vakati vachizvinzwa vakati Mwari akarurama, zvavakanga vabhabhatidzwa norubhabhatidzo rwaJohani.