Luke 7:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati anzwa ɀaJesu, akatuma ʋakuru ʋaʋaJuda kwaari acikumbira kuti aʋuye kuzoporesa muranda wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukuru wezana akanzwa nezvaJesu uye akatuma vamwe vakuru vavaJudha kwaari, achimukumbira kuti auye kuzoporesa muranda wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti mutungamiri wezana anzwa nezvaJesu, akatuma vakuru vakuru vavaJudha kwaari achikumbira kuti auye kuzoporesa muranda wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati anzwa zvaJesu, akatuma vakuru vavaJudha kwaari achikumbira kuti auye kuzoporesa muranda wake.
Shona 2009?
Zvino wakati anzwa zvaJesu, akatuma kwaari vakuru vavaJudha, achikumbira kuti auye aporese muranda wake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati anzwa zvaJesu, akatuma vakuru vavaJudha kwaari achikumbira kuti auye kuzoporesa muranda wake.