Luke 7:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ʋanhu ʋorudzi urwu ndicaʋafananidza neiko? Ʋakafanana nei?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvino, ndingafananidza rudzi rwakadai neiko? Vakafanana neiko?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ko vanhu vechizvarwa chino ndingavaenzanise neiko? Uye vakafanana neiko?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo vanhu vorudzi urwu ndichavafananidza neiko? Vakafanana nei?
Shona 2009?
Zvino Ishe akati: Zvino vanhu vorudzi urwu ndichavafananidza neiko? Vakafanana neiko?
Shona SUB 2002 Bible
“Naizvozvo vanhu vorudzi urwu ndichavafananidza neiko? Vakafanana nei?