Luke 7:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakafanana naʋana ʋagere paɗare, ʋanoɗanidzirana, ʋaciti: Takakuridzirai nyere, mukasatamba; takakuririrai, mukasacema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakaita savana vagere pamusika vachidanidzira kuno mumwe nomumwe wavo vachiti: “ ‘Takakuridzirai hwamanda, asi hamuna kutamba; takaimba rwiyo rworufu, uye hamuna kuchema.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakafanana navana vagere pamusika vachidaidzirana vachiti, “ ‘Takakuridzirai nyere asi hamuna kutamba, takaungudza asi hamuna kuchema.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakafanana navana vagere padare, vanodanidzira, vachiti, ‘Takakuridzirai nyere, mukasatamba; takakuririrai, mukasachema.’
Shona 2009?
Vakafanana navana vagere pamisika vachidanidzirana vachiti: Takakuridzirai nyere mukasatamba, takakuririrai mukasachema.
Shona SUB 2002 Bible
Vakafanana navana vagere padare, vanodanidzira, vachiti, ‘Takakuridzirai nyere, mukasatamba; takakuririrai, mukasachema.’