Luke 7:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Johane Mubapatidzi wakaʋuya, asiŋgadyi ciŋgwa, asiŋganwi waini, ɀino moti: Unomŋeya wakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Johani Mubhabhatidzi akauya asingadyi chingwa uye asinganwi waini, imi mukati, ‘Ane dhimoni.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Nokuti Johani Muombeki akauya asingadyi chingwa kana kunwa waini, imi mukati, ‘Ane mweya wakaipa.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Johani Mubhabhatidzi akauya, asingadyi chingwa, asinganwi waini, zvino moti, ‘Ane mweya wakaipa.’
Shona 2009?
Nokuti Johwani Mubhabhatidzi wakavuya asingadyi chingwa kana kumwa waini, zvino moti: Unomweya wakaipa;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Johani Mubhabhatidzi akauya, asingadyi chingwa, asinganwi waini, zvino moti, ‘Ane mweya wakaipa.’