Luke 7:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋucenjeri bgunoruramiswa naʋana ʋabgo ʋose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi uchenjeri hunoruramiswa navana vahwo vose.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kudaro ungwaru hunoratidzwa kuti ndohwechokwadi navose vanohugamuchira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi uchenjeri hunoruramiswa navana vahwo vose.”
Shona 2009?
Asi vuchenjeri bwunonzi bwakarurama navana vake vose.
Shona SUB 2002 Bible
Asi uchenjeri hunoruramiswa navana vahwo vose.”