Luke 7:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mumŋe waʋaFarise wakakumbira kuti adye naye. Akapinda mumba momuFarise uyo, akagara pakudya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino mumwe wavaFarisi akakoka Jesu kuti azodya naye, saka akaenda kumba kwomuFarisi uyu akandogara kuti adye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwe wavaFarisei akamukoka kuti azodya naye. Jesu akapinda mumba yomuFarisei uyu ndokugara pakudya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mumwe wavaFarisi akamukumbira kuti adye naye. Akapinda mumba momuFarisi uyu, akagara pakudya.
Shona 2009?
Zvino mumwe wavaFarisi wakakumbira kuti adye naye; akapinda mumba momuFarisi, akagara pasi pakudya.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mumwe wavaFarisi akamukumbira kuti adye naye. Akapinda mumba momuFarisi uyu, akagara pakudya.