Luke 7:39 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino muFarise wakaŋga amuɗana, wakati aciɀiʋona, akareʋa mumŋoyo make, aciti: Munhu uyu, ɗai aiʋa muprofita, uŋgaɗai aiziʋa mukadzi uyu unomuɓata kuti ndiani, ʋuye kuti wakaɗini, nokuti mutadzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino muFarisi uya akanga amukoka akati achiona izvi, akati mumwoyo make, “Dai munhu uyu anga ari muprofita, angadai aiziva kuti amubata ndiani uye kuti mukadzi uyu akaita sei, uye kuti mutadzi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakuona izvi, muFarisei uya akanga amukoka, akazviti nechomumwoyo, “Dai munhu uyu anga ari muporofita, angadai aziva kuti mukadzi uyu anomubata ndiani, uye kuti mukadzi worudzii, nokuti mutadzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino muFarisi akanga amudana, akati achizviona, akareva mumwoyo make, achiti, “Munhu uyu, dai aiva muporofita, angadai aiziva mukadzi uyu anomubata kuti ndiani, uye kuti akadini, nokuti mutadzi.”
Shona 2009?
Zvino muFarisi wakanga amudana wakati achi\add zvi\add*vona, akataura mumoyo make, achiti: Munhu uyu, dai aiva muporofita, ungadai aiziva kuti ndiani uye mukadzi wakadini unomubata, nokuti mutadzi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino muFarisi akanga amudana, akati achizviona, akareva mumwoyo make, achiti, “Munhu uyu, dai aiva muporofita, angadai aiziva mukadzi uyu anomubata kuti ndiani, uye kuti akadini, nokuti mutadzi.”