Luke 7:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋo ʋakati ʋaciȿika kunaJesu, ʋakakumbira ɀikuru kwaari, ʋaciti: Iye wakafanira kuti mumuitire iɀoɀo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vasvika kuna Jesu, vakamukumbira zvikuru vachiti, “Munhu uyu akafanira kuti mumuitire izvi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakasvika kuna Jesu, vakamukumbirisa vachiti, “Anokodzera kuti mumuitire izvi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivo vakati vachisvika kuna Jesu, vakakumbira zvikuru kwaari, vachiti, “Iye akafanira kuti mumuitire izvozvo;
Shona 2009?
Zvino ivo, vakati vachisvika kunaJesu, vakamugombedzera zvikuru, vachiti: Iye wakafanira kuti mumuitire izvozvi;
Shona SUB 2002 Bible
Ivo vakati vachisvika kuna Jesu, vakakumbira zvikuru kwaari, vachiti, “Iye akafanira kuti mumuitire izvozvo;