Luke 7:42 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati ʋashaiwa cokuripa naco, akaŋgoʋakaŋganwira ʋose ʋari ʋaʋiri. Ɀino ndoupiko kwaʋari ucanyanya kumuɗa?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hakuna akanga ane mari yokuripa chikwereti pavari vose vari vaviri, saka nyakukweretesa akadzima zvikwereti zvavo vose. Zvino ndoupiko pauviri hwavo achanyanya kumuda?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sezvavakanga vasisagoni kudzorera, akavaregerera vose vari vaviri. Ko, ndoupi pavanhu ava achamuda kupinda mumwe?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati vashayiwa chokuripa nacho, akangovakanganwira vose vari vaviri. Zvino ndoupiko kwavari achanyanya kumuda?”
Shona 2009?
Vakati vasina chokuripisa, akangovakangamwira nomoyo wose vose. Zvino ndoupiko kuvaviri uchanyanya kumuda?
Shona SUB 2002 Bible
Vakati vashayiwa chokuripa nacho, akangovakanganwira vose vari vaviri. Zvino ndoupiko kwavari achanyanya kumuda?”