Luke 7:46 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hauna‐kundizodza musoro waŋgu namafuta, asi uyu wakazodza tsoka dzaŋgu necizoro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iwe hauna kuzodza musoro wangu namafuta, asi iye adira zvinonhuwira patsoka dzangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iwe hauna kuzora musoro wangu namafuta asi iye azora tsoka dzangu namafuta anonhuhwirira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Hauna kundizodza musoro wangu namafuta, asi uyu akazodza tsoka dzangu namafuta okuzora.
Shona 2009?
Namafuta musoro wangu hauna ku\add u\add*zodza; asi nechizoro, mukadzi uyu wazodza tsoka dzangu.
Shona SUB 2002 Bible
“Hauna kundizodza musoro wangu namafuta, asi uyu akazodza tsoka dzangu namafuta okuzora.