Luke 7:48 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akati kwaari: Wakaŋganwirwa ɀiʋi ɀako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jesu akati kwaari, “Zvivi zvako zvaregererwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu ndokuti kumukadzi uya, “Zvitadzo zvako zvaregererwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati kwaari, “Wakanganwirwa zvivi zvako.”
Shona 2009?
Zvino akati kwaari: Zvivi zvako zvakangamwirwa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati kwaari, “Wakanganwirwa zvivi zvako.”