Luke 8:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mai ʋake naʋanuŋuna ʋake ʋakaʋuya kwaari, ʋakasagona kuȿika kwaari nemhaka yaʋanhu ʋazhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino mai vaJesu navanun'una vake vakauya kuzomuona, asi vakanga vasingagoni kuswedera pedyo naye nokuda kwavanhu vazhinji.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwakazouya amai vake navakoma navanun'una vake asi havana kukwanisa kusvika paari pamusana pechita chavanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino mai vake navakoma navanun'una vake vakauya kwaari, vakasagona kusvika kwaari nemhaka yavanhu vazhinji.
Shona 2009?
Zvino kwakavuya kwaari mai navanun'una vake, vakasagona kusvika kwaari nekuda kwechaunga.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino mai vake navakoma navanun'una vake vakauya kwaari, vakasagona kusvika kwaari nemhaka yavanhu vazhinji.