Luke 8:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaʋudzwa, ɀicinzi: Mai ʋenyu naʋanuŋuna ʋenyu ʋamire kunze, ʋanoɗa kukuʋonai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe akati kwaari, “Mai venyu navanun'una venyu vamire kunze, vanoda kukuonai.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akataurirwa kuti amai venyu navakoma navanun'una naye vamire panze. Vanoda kukuonai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Akaudzwa, zvichinzi, ‘Mai venyu navakoma navanun'una venyu vamire kunze, vanoda kukuonai.’ ”
Shona 2009?
Akavudzwa \add nevamwe\add* vakati: Mai venyu navanun'una venyu vamire panze, vanoda kukuvonai.
Shona SUB 2002 Bible
“Akaudzwa, zvichinzi, ‘Mai venyu navakoma navanun'una venyu vamire kunze, vanoda kukuonai.’ ”