Luke 8:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naJohana, mukadzi waKuza, mutariri waHerode, naSusana, naʋamŋe ʋazhinji, ʋaimushumira neɀaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Joana mukadzi waKuza, mutariri weimba yaHerodhi Suzana, navamwe vazhinji. Vakadzi ava vaivabatsira nokuvatsigira nezvavaiva nazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
naJoana mudzimai waKusa, mushandi waHerodhi naSuzana navamwe vazhinji vaivariritira nezvinhu zvavo pachavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naJohana, mukadzi waKuza, mutariri waHerodhi, naSusana, navamwe vazhinji, vaimushumira nezvavo.
Shona 2009?
naJohwana mukadzi waKuza mutariri waHerodhe, naSusana, navamwe vazhinji, vaimushumira nefuma yavo.
Shona SUB 2002 Bible
naJohana, mukadzi waKuza, mutariri waHerodhi, naSusana, navamwe vazhinji, vaimushumira nezvavo.