Luke 8:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akamubvunza, aciti: Zita rako ndianiko? Akati: Regioni. Nokuti mŋeya yakaipa mizhinji yakaŋga yapinda maari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akamubvunza akati, “Zita rako ndiwe ani?” Akapindura akati, “Regioni” nokuti madhimoni mazhinji akanga apinda maari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo Jesu akamubvunza kuti, “Zita rako ndiani?” Iye akati, “Ndinonzi Hondo” nokuti mweya yakaipa yakawanda yakanga yapinda maari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akamubvunza, achiti, “Zita rako ndianiko?” Akati, “Regioni.” Nokuti mweya yakaipa mizhinji yakanga yapinda maari.
Shona 2009?
Jesu akamubvunza, achiti: Zita rako ndianiko? Akati: ndiRigiyoni; nokuti mweya yakaipa mizhinji yakanga yapinda maari.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akamubvunza, achiti, “Zita rako ndianiko?” Akati, “Regioni.” Nokuti mweya yakaipa mizhinji yakanga yapinda maari.