Luke 8:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ikakumbira ɀikuru kwaari, kuti arege kuiraira kuti iende kwakadzika‐dzika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye akaramba achimunyengetedza kuti arege kuarayira kuti aende kwakadzika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Yakamuteterera kuti asaiendese kugomba rakadzikisisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ikakumbira zvikuru kwaari, kuti arege kuyiraira kuti iende kwakadzika-dzika.
Shona 2009?
Ikamukumbirisa zvikuru kuti arege kuiraira kuti iende kwakadzika-dzika.
Shona SUB 2002 Bible
Ikakumbira zvikuru kwaari, kuti arege kuyiraira kuti iende kwakadzika–dzika.