Luke 8:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋeya yakaipa ikaɓuɗa kumunhu, ikapinda muŋguruʋe; ipapo ɓoka rakamhanyira kumawere kuguŋgwa, rikaɓitirirwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Madhimoni akati abuda mumunhu uyo akandopinda munguruve, uye boka renguruve rakamhanyira kumawere kugungwa rikanyuramo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mweya yakaipa yakabuda mumunhu uya ikapinda munguruve dziya. Danga riya rakati ware roteremuka napamawere marefu ndiye rove rove mugungwa kunyura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mweya yakaipa ikabuda kumunhu, ikapinda munguruve; ipapo boka rakamhanyira kumawere kugungwa, rikagaramo.
Shona 2009?
Ipapo mweya yakaipa ikabuda kumunhu, ikapinda munguruve; ipapo boka rikapitirikira kumawere richiinda kugungwa, rikabitirirwa.
Shona SUB 2002 Bible
Mweya yakaipa ikabuda kumunhu, ikapinda munguruve; ipapo boka rakamhanyira kumawere kugungwa, rikanyura.