Luke 8:38 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi munhu uyo, makaŋga maɓuɗa mŋeya yakaipa maari, wakakumbira kwaari kuti agare naye. Asi wakamudzosa, aciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu akanga abuda madhimoni maari akamukumbirisa kuti aende naye, asi Jesu akamuendesa, achiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Murume uya akabviswa mweya yakaipa akakumbira kuti arambe ainaye, asi Jesu akamuti aende zvake achiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi munhu uyo, makanga mabuda mweya yakaipa maari, akakumbira kwaari kuti agare naye. Asi akamudzosa, achiti,
Shona 2009?
Asi murume \add uya\add*, wakanga abuda mweya yakaipa maari, wakakumbira kwaari kuti ave naye. Asi Jesu wakamuindisa, achiti:
Shona SUB 2002 Bible
Asi munhu uyo, makanga mabuda mweya yakaipa maari, akakumbira kwaari kuti agare naye. Asi akamudzosa, achiti,