Luke 8:42 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti wakaŋga anomukunda mumŋe cete, waiʋa namakore aneŋge gumi namaʋiri, wakaŋga otandadza. Ɀino wakati acienda, ʋanhu ʋazhinji ʋakamumanikidza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti mwanasikana wake akanga achingova mumwe oga, musikana aiva namakore anenge gumi namaviri, akanga afa. Jesu akati achiendako, vanhu vazhinji vakange vachamutsikirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti aiva nomwanasikana mumwechete oga aiva namakore anenge gumi namaviri akanga avakuda kufa. Paakanga achiendako, vanhu vakanga vakamukomberedza vakanga vachidzvinyirirana naye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti akanga anomukunda mumwechete, waiva namakore anenge gumi namaviri, akanga atotandadza. Zvino akati achienda, vanhu vazhinji vakamumanikidza.
Shona 2009?
Nokuti wakanga anomukunda mumwe chete \add we\add*makore anenge gumi namaviri, wakanga otandadza. Zvino wakati achienda, chaunga chikamumbandidzira.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti akanga anomukunda mumwechete, waiva namakore anenge gumi namaviri, akanga atotandadza. Zvino akati achienda, vanhu vazhinji vakamumanikidza.