Luke 8:45 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akati: Ndianiko wandiɓata? Ɀino ʋose ʋakati ʋaciramba, Petro akati: Tenzi, ʋanhu ʋazhinji ʋanokumanikidzai nokukutsikirirai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati, “Ndianiko andibata?” Vakati varamba kuzvibvuma vose, Petro akati, “Tenzi, vanhu vari kukumomoterai nokukutsimbirirai.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati, “Ndiani andibata?” Vose zvavakaramba, Pita “Tenzi, gurusvusvu ravanhu rakakutenderedzai uye riri kudzvinyirirana nemi!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati, “Ndianiko andibata?” Zvino vose vakati vachiramba, Petirosi akati, “Tenzi, vanhu vazhinji vanokumanikidzai nokukutsikirirai.”
Shona 2009?
Jesu akati: Ndiani wandibata? Zvino vose vakati vachiramba, Petro naavo vaiva naye vakati: Tenzi, chaunga chinokumbandidzirai noku\add ku\add*tsikirira\add i\add* zvino moti ndiani wandibata.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akati, “Ndianiko andibata?” Zvino vose vakati vachiramba, Petirosi akati, “Tenzi, vanhu vazhinji vanokumanikidzai nokukutsikirirai.”