Luke 8:48 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaari: Mukunda, kutenda kwako kwakuporesa, enda hako norugare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo iye akati kwaari, “Mwanasikana, kutenda kwako kwakuporesa. Enda norugare.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati kwaari, “Mukunda, kutenda kwako kwakuponesa chienda zvako norugare.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwaari, “Mukunda, kutenda kwako kwakuporesa, enda hako norugare.”
Shona 2009?
Zvino akati kwaari: Mukunda, tsunga moyo, kutenda kwako kwakuporesa; enda norugare.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwaari, “Mukunda, kutenda kwako kwakuporesa, enda hako norugare.”