Luke 8:50 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jesu wakati aciɀinzwa, akapindura, akati: Usatya, tenda ɓedzi, iye ucaponeswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati anzwa izvi, akati kuna Jairosi, “Usatya; tenda chete, uye achaporeswa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Jesu paakanzwa izvi akapindura achiti, “Usatye tenda chete achaponeswa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jesu akati achizvinzwa, akapindura, akati, “Usatya, tenda bedzi, iye achaponeswa.”
Shona 2009?
Asi Jesu wakati achinzwa, akamupindura, achiti: Usatya, tenda chete, iye uchaponeswa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jesu akati achizvinzwa, akapindura, akati, “Usatya, tenda bedzi, iye achaponeswa.”