Luke 8:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Dzimŋe dzakawira pakati peminzwa; minzwa ikakura pamŋe cete nadzo, ikadzivuŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imwe mbeu yakawira pakati peminzwa, minzwa ikakura pamwe chete nayo ikavhunga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzimwe dzakawira muminzwa. Minzwa yakakurirana nadzo pamwechete ikadzivhunga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dzimwe dzakawira pakati peminzwa; minzwa ikakura pamwechete nadzo, ikadzivhunga.
Shona 2009?
imwe ikawira pakati pemhinzwa, mhinzwa ikakura pamwe chete nayo, ikaivhunga.
Shona SUB 2002 Bible
Dzimwe dzakawira pakati peminzwa; minzwa ikakura pamwechete nadzo, ikadzivhunga.