Luke 9:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakaʋuŋganidza ʋanegumi naʋaʋiri, akaʋapa simba necikuriri pamsoro pemŋeya yakaipa yose, nokuporesa kurwara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati aunganidza vadzidzi vake pamwe chete, akavapa simba nechikuriri kuti vadzinge madhimoni nokuporesa zvirwere,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akadaidza vane gumi navaviri akavapa simba noukuru pamusoro pemweya yose yakaipa nesimba rokurapa zvirwere.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akaunganidza vane gumi navaviri, akavapa simba nechiremera pamusoro pemweya yakaipa yose, nokuporesa kurwara.
Shona 2009?
Zvino wakadana pamwechete vadzidzi vake vanegumi navaviri, akavapa simba nechikuriri pamusoro pemweya yakaipa yose, nokuporesa zvirwere.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akaunganidza vane gumi navaviri, akavapa simba nechiremera pamusoro pemweya yakaipa yose, nokuporesa kurwara.