Luke 9:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akatora ɀiŋgwaɀishanu nehoʋe mbiri, akatarira kuɗeŋga, akaʋoŋga, akaɀimeɗura, ndokupa ʋadzidzi kuti ʋaise pamberi paʋanhu ʋazhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati atora zvingwa zvishanu nehove mbiri akatarisa kudenga, akavonga ndokuzvimedura. Ipapo akazvipa kuvadzidzi kuti vaise pamberi pavanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akatora zvingwa zviya zvishanu nehove mbiri dziya akatarisa kudenga ndozvikomborera ndokuzvimedura akazvipa kuvadzidzi kuti vazvipe kuvanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akatora zvingwa zvishanu nehove mbiri, akatarira kudenga, akavonga, akazvimedura, ndokupa vadzidzi kuti vaise pamberi pavanhu vazhinji.
Shona 2009?
Ipapo akatora zvingwa zvishanu nehove mbiri, akatarira kumusoro kudenga, akazviropafadza, aka\add zvi\add*medura, ndokupa vadzidzi kuti vagadzike pamberi pechaunga.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akatora zvingwa zvishanu nehove mbiri, akatarira kudenga, akavonga, akazvimedura, ndokupa vadzidzi kuti vaise pamberi pavanhu vazhinji.