Luke 9:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati acinyeŋgetera ari oga, ʋadzidzi ʋake ʋakaŋga ʋanaye; akaʋabvunza, aciti: Ʋanhu ʋazhinji ʋanoti ndini aniko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rimwe zuva Jesu akati achinyengetera ari oga uye vadzidzi vake vakanga vanaye, akavabvunza akati, “Vanhu vazhinji vanoti ndini aniko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvakaitika kuti zvaakanga achinamata oga, vadzidzi vakanga vanaye. Akavabvunza kuti, “Ko vanhu vanonditi ndini ani?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati achinyengetera ari oga, vadzidzi vake vakanga vanaye; akavabvunza, achiti, “Vanhu vazhinji vanoti ndini aniko?”
Shona 2009?
Zvino zvakaitika ari oga achinyengetera, vadzidzi vake vakanga vanaye; akavabvunza, achiti: Ruzhinji rwunoti ndini aniko?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati achinyengetera ari oga, vadzidzi vake vakanga vanaye; akavabvunza, achiti, “Vanhu vazhinji vanoti ndini aniko?”