Luke 9:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakapindura, ʋakati: Ʋamŋe ʋanoti: Johane Mubapatidzi; ʋamŋe Eria; ʋamŋe ɀe, kuti mumŋe waʋaprofita ʋekare wamuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakapindura vakati, “Vamwe vanoti Johani Mubhabhatidzi, vamwe vachiti Eria, uye vamwezve vachiti, mumwe wavaprofita vakare akamuka kuvakafa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivo vakapindura vachiti, “Vamwe vanoti ndimi Johani Muombeki; vamwewo vachiti, ndimi Eriya vamwewo vachiti, muri mumwe wavaporofita vakare wakamuka.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakapindura, vakati, “Vamwe vanoti, Johani Mubhabhatidzi;” vamwe, “Eria; vamwezve, kuti mumwe wavaporofita vekare amuka.”
Shona 2009?
Ivo vakapindura, vakati: Johwani Mubhabhatidzi; asi vamwe: Eria; navamwe, kuti mumwe wavaporofita vekare wamukazve.
Shona SUB 2002 Bible
Vakapindura, vakati, “Vamwe vanoti, Johani Mubhabhatidzi;” vamwe, “Eriya; vamwezve, kuti mumwe wavaporofita vekare amuka.”