Luke 9:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaʋaʋudza ɀikuru, nokuʋaraira kuti ʋarege kuziʋisa munhu iɀoɀo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akavayambira zvikuru kuti varege kutaura izvi kuna ani zvake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akavatsindidza achivaudza kuti vasambotaurira izvi kana munhu zvake achiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akavaudza zvikuru, nokuvarayira kuti varege kuzivisa munhu izvozvo;
Shona 2009?
Akavayambira zvikuru, nokuvaraira kuti varege kuzivisa munhu izvozvo;
Shona SUB 2002 Bible
Akavaudza zvikuru, nokuvarayira kuti varege kuzivisa munhu izvozvo;