Luke 9:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti munhu ucaɓatsirweiko, kana awana nyika yose, akaɀirasha nokuɀitadzira?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, munhu achabatsirwei kana akawana nyika yose, asi agorasikirwa noupenyu hwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti zvinobatsireiko munhu kuwana zvinhu zvapasi pose asi achizvirasa achizviparadza iye pachake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti munhu achabatsirweiko, kana awana nyika yose, akazvirasa nokuzvitadzira?
Shona 2009?
Nokuti munhu ungabatsirwa neiko, kana akawana nyika yose, akarashikirwa noupenyu hwake kana kurashirwa kure.?
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti munhu achabatsirwa neiko, kana awana nyika yose, akazvirasa nokuzvitadzira?