Luke 9:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaʋari: Musatoŋgotora ɀomunzira, kana muɗonɀo, kana homboɗo, kana ciŋgwa, kana mari; musaʋa neŋguʋo mbiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akavarayira akati, “Musatakura chinhu parwendo, mudonzvo, kana hombodo, kana chingwa, kana mari, kana imwe nguo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati kwavari, “Musatakure zvinhu zverwendo zvinoti tsvimbo kana nhava kana chingwa kana mari. Musave nehembe mbiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwavari, “Musatongotora zvomunzira, kana mudonzvo, kana hombodo, kana chingwa, kana mari; musava nenguo mbiri.
Shona 2009?
Zvino akati kwavari: Musatongotora chinhu cherwendo, kana mudonzvo, kana nhava, kana chingwa, kana mari; musava nenguvo mbiri.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwavari, “Musatongotora zvomunzira, kana mudonzvo, kana hombodo, kana chingwa, kana mari; musava nenguo mbiri.