Luke 9:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaʋonekwa ʋacibginya, ʋakataura ɀokuenda kwake, kwaakaŋga ondopedzisa paJerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vakaonekwa vari mukubwinya, vachitaura naJesu. Vakataura pamusoro pokuzoenda kwake, kwaakanga ondozadzisa paJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kutarisika kwavo kwaipenya. Vaitaura nezvokutisiya kwake kwaaizozadzisa kuJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakaonekwa vachibwinya, vakataura zvokuenda kwake, kwaakanga ondopedzisa muJerusaremu.
Shona 2009?
Vakavonekwa mukubwinya, akataura zvokuenda kwake kwaakanga achindopedzisa paJerusarema.
Shona SUB 2002 Bible
Vakaonekwa vachibwinya, vakataura zvokuenda kwake, kwaakanga ondopedzisa muJerusaremu.