Luke 9:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakati acataura iɀoɀo, gore rikaʋuya, rikaʋafukidza; ʋakatya ʋacipinda mugore.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati achiri kutaura izvi, gore rakasvika rikavafukidza, uye vakatya pavakapinda mugore.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paaitaura izvi, gore rakauya rikavafukidza vakabatwa nokutya pavaipinda mugore iroro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati achataura izvozvo, gore rikauya, rikavafukidza; vakatya vachipinda mugore.
Shona 2009?
Wakati achataura izvozvo, kwakavuya gore, rikavafukidza; vakatya vachipinda mugore.
Shona SUB 2002 Bible
Akati achataura izvozvo, gore rikauya, rikavafukidza; vakatya vachipinda mugore.