Luke 9:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo inzwi rakabva mugore, riciti: Uyu Mŋanakomana waŋgu, musanaŋgurwa waŋgu, mumunzwei!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Inzwi rakabva mugore, rikati, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu, musanangurwa wangu; muteererei.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izwi rakabuda mugore richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu musarudzwa wangu, munzwei.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo izwi rakabva mugore, richiti, “Uyu Mwanakomana wangu, musanangurwa wangu, mumunzwei!”
Shona 2009?
Ipapo kukabuda inzwi mugore, richiti; Uyu Mwanakomana wangu, unodikamwa mumunzwei!
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo izwi rakabva mugore, richiti, “Uyu Mwanakomana wangu, musanangurwa wangu, mumunzwei!”