Luke 9:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nezuʋa rinoteʋera ʋakati ʋaɓuruka mugomo, ʋazhinji‐zhinji ʋakamugamucira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Fume mangwana, pavakaburuka mugomo, vazhinji zhinji vakasangana naye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva rakatevera racho, pavaiburuka mugomo, gungano guru rakasangana naye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nezuva rinotevera vakati vaburuka mugomo, vazhinji-zhinji vakamugamuchira.
Shona 2009?
Zvino zvakaitika kuti nezuva raitevera, vakati vaburuka mugomo, chaunga chikuru chikamuchingamidza.
Shona SUB 2002 Bible
Nezuva rinotevera vakati vaburuka mugomo, vazhinji zhinji vakamugamuchira.