Luke 9:39 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, mŋeya unomuɓata, ɀino woridza mhere pakarepo; unomubvundisa, acipupuma furo; hauɗi kumurega, asi unomurwadzisa ɀikuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mweya wakaipa unomubata pakarepo oridza mhere; wobva womubvundisa achipupuma furo pamuromo. Haudi kumuregedza uye unomuparadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino mweya unongomubata obva ava kuzhamba uchimugwigwinisa kusvikira ava kupupa furo. Unomurwadzisa usingambomusiya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, mweya unomubata, zvino woridza mhere pakarepo; unomubvundisa, achipupuma furo; haudi kumurega, asi unomurwadzisa zvikuru.
Shona 2009?
zvino tarirai, mweya unomubata, pakarepo woridza mhere, uye unomubvundisa achipupuma furo; haudi kumurega, asi unomukuvadza zvikuru.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, mweya unomubata, zvino woridza mhere pakarepo; unomubvundisa, achipupuma furo; haudi kumurega, asi unomurwadzisa zvikuru.