Luke 9:43 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋose ʋakashamiswa noʋukuru bgaMŋari. Ɀino ʋose ʋacashamiswa neɀose ɀaakaita, akati kuʋadzidzi ʋake:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye vose vakashamiswa noukuru hwaMwari. Munhu wose paakanga achakashamiswa nezvose zvakanga zvaitwa naJesu, akati kuvadzidzi vake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose vakakatyamadzwa noukuru hwaMwari. Pavakanga vachiri kushamiswa kudaro nezvose zvaakaita akati kuna vadzidzi vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vose vakashamiswa noukuru hwaMwari. Zvino vose vachashamiswa nezvose zvaakaita, akati kuvadzidzi vake,
Shona 2009?
Vose vakashamiswa novukuru bwaMwari. Zvino vose vachashamiswa nezvose zvakaitwa naJesu, akati kuvadzidzi vake:
Shona SUB 2002 Bible
Vose vakashamiswa noukuru hwaMwari. Zvino vose vachashamiswa nezvose zvaakaita, akati kuvadzidzi vake,